Zimdancehall

Standard

Maonero anosiyana nhai asi semaonero angu Zimdancehall haisi yemunhu no one owns it eehe varipo vanogona chaizvo bt vachafa vachiisiya kouya vamwe vopisa vopfuura.

Winky D Mudhara, Seh Calaz anogona, Souljah luv chimudhara, Sniper anoziva, Guspy usajairire. Ok by the way ini ndini aniko?

Ini im Alfred Hokonya Jnr aka Festbwon ndoda ngoma zvakaipa to da extend yekutozoimbawo ngoma dzangu bt as im writing handidi hangu kuita muimbi full tym. Ndogadzira mabeat neFruity Loops eeh ndostairaka.

Tocky Vibes ndokusimbisa wakaipa. Kana newe Lady Bee hauite naItana imi ndikaramba ndichinyora handingakupedzai bijai ngoma tinakirwe. King Alfred hamuita maDj acho makadziya mese.

Alright ndapedza hangu.